Schingy – Matayi Lyrics (Life Yangu Album)

Chorus

Imi imi imi(Matayi)
Ndiani putitsa (Matayi)
Nxaaa haaa (Matayi)
Ndiani aputitsa (Matayi)
Imi imi Imi (Matayi)
Ndiani putitsa (Matayi)
Nxaaa haaa (Matayi) Ndiani aputitsa (Matayi)

Verse1

Musade kundiita kunge ndiri fool
Kundinyararira ndichitaura nemi muri Two
Mati ndoramba ndichiita here mari yekuRasirira
Ma price achiita kunge fuck boy achingokwirwa kwira
Kusiya zvinhu ndototya kuti Mungabe
Kuviga zvinhu muno kwakunetsa savaMugabe
Maputitsa matayi , mukakwadza suspension
So pamotokari ndakuisai pa suspension
Its better igare zvayo mu Garage
Cos pano tinga rambe tinema Grudge
I regreat day randakutoresai ma License
Cos ever since ipapo mukungoita Nonsense

Back To Chorus

Verse 2

Ahh matayi angu
Mari yangu
Ahh maihwe zvangu
INI ndafunga matayi angu
Imagine last week ndopandaka maChinja
Ivo ndokutora mota nekuFarisa
Vakutedzera kahunhu keku Arcadia
Nditi ndibvunze apana Achadaira

Back to Chorus

Verse 3

Musade kundiita kunge ndiri fool
Kundinyararira ndichitaura nemi muri Two
Mati ndoramba ndichiita here mari yekuRasirira
Ma price achiita kunge fuck boy achingokwirwa kwira
Kusiya zvinhu ndototya kuti Mungabe
Kuviga zvinhu muno kwakunetsa savaMugabe
Maputitsa matayi , mukakwadza suspension
So pamotokari ndakuisai pa suspension
Its better igare zvayo mu Garage
Cos pano tinga rambe tinema Grudge
I regreat day randakutoresai ma License
Cos ever since ipapo mukungoita Nonsense

Chorus

Stream it on YouTube:
https://t.co/3idrDtMNOD

Or Request via WhatsApp
+263779300246

https://RadioEarn.com

Leave a comment below