Freeman, Prixx – Miss Flamboyant (Official Video)

Miss Flamboyant (Official Video) By Freeman and Prixx

Video Director: Blaqs
Song Produced By: Sunshine

Available on all digital platforms https://smarturl.it/getMISSFLAMBOYANT

MIss Flamboyant Lyrics

Intro

Hk
Miss Flamboyant.
Hello
Miss Flamboyant
Can l talk to you Miss Flamboyant
(Its Daddy Prixy)

Chorus(Freeman)

Vakawanda vakomana vanokuda asi kuti vakukumbire number dzako vanotya
Vamwe vanongo Txta pa InstaGram
Hie” ukangoti Hie zvatofa
Cause Dem say you are too Flamboyant
Baby mi wah you fi Come Over
Pachi Gallies handina babe wandotya
Can l talk to you Miss Flamboyant

1st Verse(Daddy Prixy)

Ndatarisa ndanyatsotarisa
Ndagutsikana baby unodadisa
Uchipenya sunlight
Nyangwe murima unooneka moonlight haaaa
You got a good vibe miss flambo
Asi pamuri ndoda kukakata tambo
Uri thor unotoda sando
Kurikubhora waitoda ballon dòr
Ndamboseka ndichiona rimwe boizy rine tumapuranga richifunga kuti rine door
Wavati K.O nema hell no
Even J.P atya kuti hello
But Daddy Prix got tricks
Skills like Messi ndoda kuisa hatrick
If you got a problem ndoisa back seat
Handidi zvepaphone unoita blue tick.

Chorus(Freeman)

Vakawanda vakomana vanokuda asi kuti vakukumbire number dzako vanotya
Vamwe vanongo Txta pa InstaGram
Hie” ukangoti Hie zvatofa
Cause Dem say you are too Flamboyant
Baby mi wah you fi Come Over
Pachi Gallies handina babe wandotya
Can l talk to you Miss Flamboyant

2nd Verse(Freeman)

Vakawanda vakomana vanenge vachikuda asi vanokwata
Vanozvi Planner usipo asi paunoDarika vanotya kukutanga
Mi nah knw mi cyaan stop thinking abou yah
Pamuri Miss Flambo..
ndofa nda tryer
Nyangwe panze vakandivharira asi ndiri mu Gallies imwe plan handibva ndashaya
Miss Flambo…..
Can l take you out fo Lunch?
Musape mumwe munhu nguva ndakuonai mune watch
Hamusi Mazoe asi ndaita crush
Ndopika ndodonha nemi pasi nhasi
Muri Marvelous kunge Nakamba
Thats why vakomana hobho varikuzhamba
Nemi ndoda serious kwete kutamba
Gimi ah little space ina yo life u wil Like dat

Chorus(Freeman)

Vakawanda vakomana vanokuda asi kuti vakukumbire number dzako vanotya
Vamwe vanongo Txta pa InstaGram
Hie” ukangoti Hie zvatofa
Cause Dem say you are too Flamboyant
Baby mi wah you fi Come Over
Pachi Gallies handina babe wandotya
Can l talk to you Miss Flamboyant

3rd Verse(Daddy Prixy)

Haaa mai mwana ndati makavakwa
Handingakufadzei nemari handisi blesser..blesser*
But i can try to be the best*
No flex ndazviona datonyura ka mudressy
Chero une Benzy I don’t wanna be a friend
Chero une 9 ndoda kuva wechi 10
Nhasi tiri 2 zvimwe toona makuseni
Ndiwe uchazonetsa kundiona everyday
haaa these guys wanna play you like Konami
MaChina varove tsunami
Vambozama kumbo buritsa makwati baba kani
(Ndachema Zvangu)

Chorus(Freeman)

Vakawanda vakomana vanokuda asi kuti vakukumbire number dzako vanotya
Vamwe vanongo Txta pa InstaGram
Hie” ukangoti Hie zvatofa
Cause Dem say you are too Flamboyant
Baby mi wah you fi Come Over
Pachi Gallies handina babe wandotya
Can l talk to you Miss Flamboyant

End!!!!!

OTHER MUSIC:
►Wekwedu –
https://www.youtube.com/watch?v=Z8o24…

►Ngaibake –
https://www.youtube.com/watch?v=VMYtr…

►Big Life – #MissFlamboyant
https://www.youtube.com/watch?v=Md6jH…

CONNECT WITH FREEMAN:
►Facebook: https://www.facebook.com/freeman.e.da…
►Instagram: https://www.instagram.com/realfreeman88
►Twitter: https://twitter.com/realfreemanHKD
►Snapchat – @mhofudocta

© HKD records, under exclusive license to Jungle Entertainment Ventures

https://RadioEarn.com

Leave a comment below